Acts 15:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Mŋeya Mutȿene nesu takati ɀakanaka, kuti tirege kukutakudzai mutoro mukuru kuneɀinhu iɀi ɀakafanira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvinenge zvakanaka kuMweya Mutsvene nesu kuti tirege kukuremedzai nomutoro upi zvawo unopfuura zvinodikanwa izvi:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvaonekwa zviri zvinhu zvakanaka kuna Mweya Mutsvene nokunesu, kuti tirege kukuremedzai nezvinopfuura izvi chete zvinodiwa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Mweya Mutsvene nesu takati zvakanaka, kuti tirege kukutakudzai mutoro mukuru kune zvinhu izvi zvakafanira,
Shona 2009?
Nokuti Mweya Mutsvene nesu takati zvakanaka, kuti tirege kukutakudzai mutoro mukuru kunezvinhu izvi zvakafanira,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Mweya Mutsvene nesu takati zvakanaka, kuti tirege kukutakudzai mutoro mukuru kune zvinhu izvi zvakafanira,