Acts 15:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀinoti: Regai ɀakaɓayirwa ɀifananidzo, neropa, neɀakadzipxa, noʋupombge; kana mukaɀidzora paɀiri, mucaita ɀakanaka. Sarai ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munofanira kurega zvokudya zvakabayirwa kuzvifananidzo, neropa, nenyama yemhuka dzakadzipwa uye noupombwe. Muchaita zvakanaka kuti murege izvi. Chisarai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokuti: imi musiyane nezvinhu zvakabairwa zvifananidzo zvokunamata, murege musiya nenyama isina kusinzwa uye upombwe. Kana mukarega izvi munoita zvakanaka. Musare zvakanaka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvinoti: Regai zvakabayirwa zvifananidzo, neropa, nezvakadzipwa, noupombwe; kana mukazvidzora pazviri, muchaita zvakanaka. Sarai zvakanaka.”
Shona 2009?
zvinoti: Regai zvakabayirwa zvifananidzo, neropa, nezvakadzipwa, novupombwe; kana mukazvidzora pazviri, muchaita zvakanaka. Sarai zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
zvinoti: Regai zvakabayirwa zvifananidzo, neropa, nezvakadzipwa, noupombwe; kana mukazvidzora pazviri, muchaita zvakanaka. Sarai zvakanaka.”