Acts 15:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋaendiswa, ʋakaɓurukira Antiokia; ʋakaʋuŋganidza ʋanhu ʋazhinji, ʋakaʋapa ŋwadi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume ava vakaenda ndokubva vaburuka vakaenda kuAndioki, kwavakandounganidza kereke pamwe chete ndokubva vavapa tsamba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo pavakanzi vachienda zvavo vakadzika kuAndiyoku. Vakati vaunganidza vanhu vakavagamuchidza tsamba iya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vaendeswa, vakaburukira Andioki; vakaunganidza vanhu vazhinji, vakavapa tsamba.
Shona 2009?
Zvino vakati vaendiswa, vakaburukira Antiokia; vakavunganidza vanhu vazhinji,vakavapa mwadhi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vaendeswa, vakaburukira Andiyoku; vakaunganidza vanhu vazhinji, vakavapa tsamba.