Acts 15:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋagara’ ko ŋguʋa, ʋakaendiswa nehama nomufaro, ʋakaenda kunaʋakaŋga ʋaʋatuma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokunge vambogara kwechinguva ikoko, vakaperekedzwa nehama namaropafadzo orugare kuti vachidzokera havo kuna avo vakanga vavatuma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakaona vapedza nguva yakati kuti vakavaperekedza kuti vaende norugare kune vakanga vavatuma. Kune vakanga vavatuma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vagarako nguva, vakaendeswa nehama nomufaro, vakaenda kuna vakanga vavatuma.
Shona 2009?
Vakati vagara'ko nguva, vakaendiswa nehama nomufaro, vakaenda kunavakanga vavatuma.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati vagarako nguva, vakaendeswa nehama nomufaro, vakaenda kuna vakanga vavatuma. [