Acts 15:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
[Asi Sirasi wakati ɀakanaka kusara’po.]
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro, Sirasi akasarudza kusarapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
***
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
[Asi Sirasi akati zvakanaka kusarapo.]
Shona 2009?
[Kunyange zvakadaro Sirasi wakavona zvakanaka kugarapo.]
Shona SUB 2002 Bible
Asi Sirasi akati zvakanaka kusarapo.]