Acts 15:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mamŋe mazuʋa akati apfuʋura, Pauro akati kunaBarnabasi: Ŋgatidzoke ɀe tindoshanyira hama muguta rimŋe nerimŋe matakaparidza shoko raShe, tiʋone kuti ʋakaɗini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mechinguva Pauro akati kuna Bhanabhasi, “Ngatimbodzokera timbondoshanyira hama kuna mamwe maguta atakaparidza shoko raShe tinoona kuti vakadii zvavo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure memazuva akati kuti Pauro akati kuna Bhanabhasi, “Uya tidzokere tindoshanyira vehama muguta rimwe nerimwe matakaparidza shoko raTenzi tione kuti vakadii.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mamwe mazuva akati apfuura, Pauro akati kuna Bhanabhasi, “Ngatidzokezve tindoshanyira hama muguta rimwe nerimwe matakaparidza shoko raIshe, tione kuti vakadini.”
Shona 2009?
Zvino mamwe mazuva akati apfuvura, Pauro akati kunaBharnabhasi: Ngatidzoke zve tindoshanyira hama muguta rimwe nerimwe matakaparidza shoko raShe, tivone kuti vakadini.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mamwe mazuva akati apfuura, Pauro akati kuna Bhanabhasi, “Ngatidzokezve tindoshanyira hama muguta rimwe nerimwe matakaparidza shoko raIshe, tione kuti vakadini.”