Acts 15:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋaȿika Jerusarema, ʋakagamucirwa nekereke, naʋaapostora, naʋakuru; ʋakarondedzera ɀose ɀakaitwa naMŋari naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vasvika kuJerusarema, vakagamuchirwa nekereke navapostori uye navakuru, vakarondedzera kwavari zvinhu zvose zvakanga zvaitwa naMwari kubudikidza navo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakasvika Jerusaremu vakagamuchirwa nesangano navapositori navakuru vakuru vakarondedzera zvose zvavakaitiswa naMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vasvika Jerusaremu, vakagamuchirwa nekereke, navapostori, navakuru; vakarondedzera zvose zvakaitwa naMwari navo.
Shona 2009?
Zvino vakati vasvika Jerusarema, vakagamuchirwa nekereke, navapositora, navakuru; vakarondedzera zvose zvakaitwa naMwari navo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vasvika Jerusaremu, vakagamuchirwa nechechi, navapostori, navakuru; vakarondedzera zvose zvakaitwa naMwari navo.