Acts 15:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akagura neSiria neKirikia, acisimbisa kereke.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapinda nomuSiria nokuSirisia, achisimbisa makereke.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaenda nokuSiria nokuSirisia achisimbisa masangano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akagura neSiria neKirikia, achisimbisa kereke.
Shona 2009?
akagura neSiria neKirikia, achisimbisa kereke.
Shona SUB 2002 Bible
akagura neSiria neKirikia, achisimbisa Chechi.