Acts 16:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
tikabva’po, tikaenda Firipi, guta guru renyika yeMakedonia, raiʋa koroni yeRoma; tikagara mamŋe mazuʋa muguta iro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva ipapo takaenda kuFiripi, nyika yaitongwa navaRoma uye guta guru redunhu reMasedhonia. Uye takagara mazuva mazhinji ipapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Takabva ikoko tikaenda kuFiripi guta guru renyika yeMasedhonia, nyika yaiva pasi penyika yeRoma. Takagara muguta iroro kwamazuva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
tikabvapo, tikaenda Firipi, guta guru renyika yeMakedhonia, raiva koroni yeRoma; tikagara mamwe mazuva muguta iro.
Shona 2009?
tikabvapo, tikaenda Firipi, guta guru renyika yeMakedhonia, raiva koroni yeRoma; tikagara mamwe mazuva muguta iro
Shona SUB 2002 Bible
tikabvapo, tikaenda Firipi, guta guru renyika yeMasedhonia, raiva koroni yeRoma; tikagara mamwe mazuva muguta iro.