Acts 16:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakaenda naʋo kuʋatoŋgi, ʋakati: Ʋanhu aʋa ʋaJuda, ʋanopesanisa guta reɗu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakavamisa pamberi pavatongi vakati, “Varume ava vaJudha, uye vamutsa bopoto muguta redu
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakavaunza kuvatongi vakati: “Varume ava vaJudha uye vari kunyonganisa guta redu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakaenda navo kuvatongi, vakati, “Vanhu ava vaJudha, vanopesanisa guta redu,
Shona 2009?
vakaenda navo kuvatongi, vakati: Vanhu ava vaJudha, vanopesanisa guta redu,
Shona SUB 2002 Bible
vakaenda navo kuvatongi, vakati, “Vanhu ava vaJudha, vanopesanisa guta redu,