Acts 16:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakaȿika, ʋakakumbira ɀikuru kwaʋari; ʋakaʋaɓuɗisa, ndokukumbira kuti ʋabve muguta raʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakauya kuzovanyengetedza uye vakavabudisa mutorongo, vachivakumbira kuti vabve muguta.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakauya vakakumbira ruregerero. Vakavaburitsa vakavakumbira kuti vabve muguta iroro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakasvika, vakakumbira zvikuru kwavari; vakavabudisa, mutorongo ndokuvakumbira kuti vabve muguta ravo.
Shona 2009?
vakasvika, vakakumbira zvikuru kwavari; vakavabudisa, ndokukumbira kuti vabve muguta ravo.
Shona SUB 2002 Bible
vakasvika, vakakumbira zvikuru kwavari; vakavabudisa, mutorongo ndokuvakumbira kuti vabve muguta ravo.