Acts 16:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋaȿika pakatarisana neMisia, ʋakaidza kuenda Bitinia, asi Mŋeya waJesu haana‐kuʋatendera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vasvika pamuganhu weMisia, vakaedza kupinda muBhitinia, asi Mweya waJesu hauna kuvabvumira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakasvika pakatarisana neMisia, vakaedza kupinda muBhitinia asi Mweya waJesu haana kuvabvumira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vasvika pakatarisana neMisiya, vakaedza kuenda Bhitiniya, asi Mweya waJesu haana kuvatendera.
Shona 2009?
Zvino vakati vasvika pakatarisana neMisia, vakaidza kuenda Bitinia, asi Mweya haana kuvatendera.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vasvika pakatarisana neMisia, vakaedza kuenda Bhitinia, asi Mweya waJesu haana kuvatendera.