Acts 17:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakamuɓata, ʋakamuisa paAreopago, ʋakati: Ŋgatinzwe ʋo kuti kudzidzisa uku kutȿa, kunotaurwa newe, ndokweiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakamutora vakamuisa paAreopagasi, vakati kwaari, “Tinoda kuziva kuti dzidziso itsva iyi yauri kudzidzisa ndeyei?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakamutora vakaenda kuAriopagusi vachiti, “Tingade kuziva kuti chidzidziso chitsva ichi chaunopa ndechei?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakamubata, vakamuisa paAreopago, vakati, “Ngatinzwewo kuti kudzidzisa uku kutsva, kunotaurwa newe, ndokweiko?
Shona 2009?
ipapo vakamubata, vakamuisa paAreopago, vakati: Ngatinzwevo kuti dzidziso iyi itsva, inotaurwa newe, ndeyeiko?
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakamubata, vakamuisa paAreopago, vakati, “Ngatinzwewo kuti kudzidzisa uku kutsva, kunotaurwa newe, ndokweiko?