Acts 17:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(Ɀino ʋaAtene ʋose, naʋatorwa ʋaigara’po, ʋaiŋgofarira cinhu cimŋe cete, kutaura kana kunzwa cinhu citȿa.)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
(VaAtene vose navatorwa vaigara ipapo vaipedza nguva yavo vasina chimwe chavanoita kunze kwokungotaura uye nokuteerera pfungwa itsva).
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vomuAtene vose nevechirudzi vaigaramo vaipedzera nguva yavo vachitaura nokunzwa zvinhu zvitsva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
(Zvino vaAteni vose, navatorwa vaigarapo, vaingofarira chinhu chimwechete, kutaura kana kunzwa chinhu chitsva.)
Shona 2009?
(Zvino vaAtene vose, navatorwa vaigarapo, vaingofarira chinhu chimwe chete, kutaura kana kunzwa chinhu chitsva.)
Shona SUB 2002 Bible
(Zvino vaAteni vose, navatorwa vaigarapo, vaingofarira chinhu chimwechete, kutaura kana kunzwa chinhu chitsva.)