Acts 17:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wakaita marudzi ose aʋanhu, acibva kunomumŋe cete, kuti agare pose panyika; ambotara ŋguʋa dzaʋakatemerwa, nemiganhu yokugara kwaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva pamunhu mumwe chete akaita ndudzi dzose dzavanhu, kuti vagare panyika yose; uye akavatarira nguva nenzvimbo dzavo chaidzo dzavangagara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaita marudzi ose avanhu kubva kumunhu mumwechete kuti vagare pasi pose. Akatema mwaka nemiganho nenyika dzavanogara,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akaita marudzi ose avanhu, achibva kunomumwechete, kuti agare pose panyika; ambotara nguva dzavakatemerwa, nemiganhu yokugara kwavo;
Shona 2009?
wakaita neropa rimwe marudzi ose avanhu, achibva kunomumwe chete, kuti agare pose panyika; ambotara nguva dzavakatemerwa, nemiganhu yukugara kwavo;
Shona SUB 2002 Bible
akaita marudzi ose avanhu, achibva kuno mumwechete, kuti agare pose panyika; ambotara nguva dzavakatemerwa, nemiganhu yokugara kwavo;