Acts 17:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋamŋe ʋarume ʋakamunamatira, ʋakatenda; pakati paʋo kwaiʋa naDionisio, muAreopago, nomukadzi wainzi Damari, naʋamŋe pamŋe cete naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume vashoma vakava vateveri vaPauro uye vakatenda. Pakati pavo paiva naDhionisiasi, nhengo yeAreopagasi nomukadzi ainzi Dhamarisi, uye navamwewo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vamwe varume vakabatana naye vakatenda. Mumwe wacho ndiDhionisiusi webato reAreopagusi nomumwe mudzimai ainzi Dhamari navamwe vavaiva navo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vamwe varume vakamunamatira, vakatenda; pakati pavo kwaiva naDhionisio, muAreopago, nomukadzi ainzi Dhamari, navamwe pamwechete navo.
Shona 2009?
Asi vamwe varume vakamunamatira, vakatenda; pakati pavo kwaiva naDhionisio, muAreopago, nomukadzi wainzi Dhamari, navamwe pamwe chete navo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vamwe varume vakamunamatira, vakatenda; pakati pavo kwaiva naDhionisio, muAreopago, nomukadzi ainzi Dhamari, navamwe pamwechete navo.