Acts 17:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakapesanisa ʋanhu naʋaɓati ʋeguta, ʋacinzwa iɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vanzwa izvozvo, ungano uye navabati veguta vakashushikana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu navakuruvakuru veguta zvakavatambudza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakapesanisa vanhu navabati veguta, vachinzwa izvozvo.
Shona 2009?
Vakapesanisa vanhu navabati veguta, vachinzwa izvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakapesanisa vanhu navabati veguta, vachinzwa izvozvo.