Acts 17:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, ʋakati ʋatora ruɓatso kunaJasoni naʋamŋe, ʋakaʋarega.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakaita kuti Jasoni navamwe varipe rubatso ndokubva vavaregedza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakanga vatora mari yorubatso kubva kuna Jasoni nokuna vamwe, vakavaregera kuti vaende zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, vakati vatora rubatso kuna Jasoni navamwe, vakavarega.
Shona 2009?
Zvino, vakati vatora rubatso kunaJasoni navamwe, vakavarega.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, vakati vatora rubatso kuna Jasoni navamwe, vakavarega.