Acts 18:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaciti: Uyu unogombedzera ʋanhu kuti ʋanamate Mŋari nenzira isiŋgatenderwi nomurairo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati, “Munhu uyu, ari kugombedzera vanhu kuti vanamate Mwari nenzira inopesana nomurayiro.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachiti murume uyu anokurudzira vanhu kunamata Mwari zvisiri pamurao.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachiti, “Uyu anogombedzera vanhu kuti vanamate Mwari nenzira isingatenderwi nomurayiro.”
Shona 2009?
vachiti: Uyu unogombedzera vanhu kuti vanamate Mwari nenzira isingatenderwi nomurairo.
Shona SUB 2002 Bible
vachiti, “Uyu anogombedzera vanhu kuti vanamate Mwari nenzira isingatenderwi nomurairo.”