Acts 18:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana dziri nharo pamsoro pamashoko namazita nomurairo wenyu, tambai henyu imi mhoȿa iyo; ini handiɗi kuʋa mutoŋgi waiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi sezvo ichingova mibvunzo pamusoro pamashoko namazita uye nezvomurayiro wenyu, gadzirisanai pachenyu. Ini handidi kutonga nyaya dzakadai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino zvairi nyaya yokubvunza pamusoro pezvamazwi nezvamazita uye nezvomutemo wenyu, zvionerei pachenyu. Handidi kuva mutongi mune zvinhu izvi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana dziri nharo pamusoro pamashoko namazita nomurayiro wenyu, tambai henyu imi mhosva iyo; ini handidi kuva mutongi waizvozvo.”
Shona 2009?
Asi kana dziri nharo pamusoro pamashoko namazita nomurairo wenyu, tambai henyu imwi mhosva iyo; ini handidi kuva mutongi waizvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana dziri nharo pamusoro pamashoko namazita nomurairo wenyu, tambai henyu imi mhosva iyo; ini handidi kuva mutongi waizvozvo.”