Acts 18:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati aȿika Kesaria, akakwira kundokwazisa kereke, akaɓurukira Antiokia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati aburuka paKesarea, akakwira akandokwazisa kereke ipapo ndokubva aburuka oenda kuAndioki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakasvika kuSezaria akakwira akandokwazisa sangano ndokuzodzika kuAndiyoku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati asvika Kesaria, akakwira kundokwazisa kereke, akaburukira Andioki.
Shona 2009?
Wakati asvika Kesaria, akakwira kundokwazisa kereke, akaburukira Antiokia.
Shona SUB 2002 Bible
Akati asvika Sizaria, akakwira kundokwazisa Chechi, akaburukira Andiyoku.