Acts 2:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋamŋe ʋakaseka, ʋaciti: Ʋaguta waini itȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro, vamwe vakavaseka vakati, “Vanwa waini yakawanda.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vamwe, vachishora, vakati, “Vaguta waini itsva.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vamwe vakaseka, vachiti, “Vaguta waini itsva.”
Shona 2009?
Asi vamwe vakasweveredza vachiti: Vaguta waini itsva.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vamwe vakaseka, vachiti, “Vaguta waini itsva.”