Acts 2:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti aʋa haʋana‐kuɓatwa, seɀamunofuŋga imi, ɀaiciri ŋguʋa yecitanhatu yezuʋa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu ava havana kudhakwa sezvamunofungidzira zvaichiri nguva yepfumbamwe mangwanani kudai!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vanhu ava havana kudhakwa sezvamuri kufunga nokuti ruchiri rudziyakamwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti ava havana kubatwa, sezvamunofunga imi, zvaichiri nguva yechitanhatu yezuva,
Shona 2009?
nokuti ava havana kudhakwa sezvamunofunga imwi, nokuti inguva yechitatu yezuva,
Shona SUB 2002 Bible
nokuti ava havana kubatwa, sezvamunofunga imi, zvaichiri nguva yechitanhatu yezuva,