Acts 2:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mŋoyo waŋgu wakafara, norurimi rwaŋgu rwakafarisisa; Ʋuye ɀe, nenyama yaŋgu icazorora netariro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo mwoyo wangu unofara uye rurimi rwangu runofarisisa; uyezve muviri wangu uchararama netariro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo mwoyo wangu unofara uye rurimi rwangu rwakapembera kufara uyezve muviri wangu uchagara uine chitarisiro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mwoyo wangu wakafara, norurimi rwangu rwakafarisisa; Uyezve, nenyama yangu ichazorora netariro.
Shona 2009?
Naizvozvo moyo wangu wakafara, norurimi rwangu rwakafarisisa; uye kunyange, nenyama yangu ichazorora mutariro.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mwoyo wangu wakafara, norurimi rwangu rwakafarisisa; Uyezve, nenyama yangu ichazorora netariro.