Acts 2:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti hamuŋgasiyi mŋeya waŋgu muHadesi; Hamuŋgaisi Mutȿene wenyu kuti aʋone kuʋora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti imi hamuzondisiyi muguva, uye hamungaregi Mutsvene wenyu achiona kuora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti hamungasii mweya wangu munzvimbo yavafi kana kurega mururami wenyu achiora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti hamungasiyi mweya wangu muHadhesi; Hamungaisi Mutsvene wenyu kuti aone kuora.
Shona 2009?
Nokuti hamungasiyi mweya wangu mugehena, hamungatenderi Mutsvene wenyu kuti avone kuvora.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti hamungasiyi mweya wangu muHadhesi; Hamungaisi Mutsvene wenyu kuti aone kuora.