Acts 2:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀaaiʋona ɀiri mberi, wakareʋa pamsoro pokumuka kwaKristu, kuti haanakusiyiwa paHadesi, nenyama yake hainakuʋora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achiona zviri mberi, akataura nezvokumuka kwaKristu, kuti akanga asina kusiyiwa muguva, uye muviri wake hauna kuona kuora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akafanoona akataura nezvokumuka kwaMesia achiti, “Haana kusiiwa munzvimbo yavafi uye muviri wake hauna kuora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvaaiona zviri mberi, akareva pamusoro pokumuka kwaKristu, kuti haana kuora.
Shona 2009?
achivona zviri mberi, wakareva pamusoro pokumuka kwaKristu, kuti mweya wake hauna kusiyiwa paHad, nenyama yake haina kuvona kuvora.
Shona SUB 2002 Bible
zvaaiona zviri mberi, akareva pamusoro pokumuka kwaKristu, kuti haana kuora.