Acts 2:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino imba yose yaʋaIsraeri ŋgaiziʋe kwaɀo, kuti uyu Jesu wamakaroʋera pamucinjikwa, Mŋari wakamuita Ishe naKristu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Naizvozvo vaIsraeri vose ngavazive izvi: Jesu uyu, wamakaroverera pamuchinjikwa, Mwari akamuita Ishe naKristu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo imba yose yaIsiraeri ngainyotsoziva kuti Mwari akamuita kuti ave Tenzi naMesia, iye Jesu uyu wamakaroverera pamuchinjikwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino imba yose yavaIsiraeri ngaizive kwazvo, kuti uyu Jesu wamakarovera pamuchinjikwa, Mwari akamuita Ishe naKristu.”
Shona 2009?
Zvino imba yose yavaIsraeri ngaizive kwazvo, kuti Mwari wakaita iyeyu Jesu wamakarovera pamuchinjikwa, Ishe naKristu.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino imba yose yaVaIsiraeri ngaizive kwazvo, kuti uyu Jesu wamakarovera pamuchinjikwa, Mwari akamuita Ishe naKristu.”