Acts 2:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋose ʋakazadzwa noMŋeya Mutȿene, ʋakataŋga kutaura nedzimŋe ndimi, paʋakapiwa napo noMŋeya kureʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vakazadzwa noMweya Mutsvene uye vakatanga kutaura nedzimwe ndimi sokupiwa kwavakaitwa noMweya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakabva vazadzwa vose naMweya Mutsvene vakabva vatangisa kutaura nedzimwe ndimi sokupiwa kwavakaitwa naMweya kuti vataure.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vose vakazadzwa naMweya Mutsvene, vakatanga kutaura nedzimwe ndimi, pavakapiwa napo naMweya kureva.
Shona 2009?
Vose vakazadzwa noMweya Mutsvene, vakatanga kutaura nedzimwe ndimi, sokupiwa kwavakaita noMweya kutaura.
Shona SUB 2002 Bible
Vose vakazadzwa naMweya Mutsvene, vakatanga kutaura nedzimwe ndimi, pavakapiwa napo naMweya kureva.