Acts 2:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino aʋo ʋakagamucira shoko rake, ʋakabapatidzwa; nezuʋa iro ʋanhu ʋaneŋge ɀuru ɀitatu ʋakawedzerwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Avo vakagamuchira shoko rake vakabhabhatidzwa, uye pazuva iro, vanhu vanenge zviuru zvitatu vakawedzerwa pauwandu hwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo avo vakagamuchira shoko rake vakaombekwa vakabva vawanziridzwa musi iwoyo navanhu vanosvika zviuru zvitatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino avo vakagamuchira shoko rake, vakabhabhatidzwa; nezuva iro vanhu vanenge zviuru zvitatu vakawedzerwa.
Shona 2009?
Zvino avo vakagamuchira nomufaro shoko rake, vakabhabhatidzwa; uye nezuva iro vakawedzera mweya inenge zvuru zvitatu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino avo vakagamuchira shoko rake, vakabhabhatidzwa; nezuva iro vanhu vanenge zviuru zvitatu vakawedzerwa.