Acts 2:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakatsuŋgirira pakudzidzisa kwaʋaapostora, napakuyanana kwaʋo, napakumeɗura ciŋgwa, napaminyeŋgetero.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakazvipira pakudzidzisa kwavapostori napakuwadzana, pakumedura chingwa uye napakunyengetera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaramba vangoti kwati kwati nezvaidzidziswa navapositori uye vakaramba vakabatana navo nomukumedura chingwa nomukunamata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakatsungirira pakudzidzisa kwavapostori, napakuyanana kwavo, napakumedura chingwa, napaminyengetero.
Shona 2009?
Vakatsungirira pakudzidzisa kwavapositora, napakuyanana, napakumedura chingwa, napaminyengetero.
Shona SUB 2002 Bible
Vakatsungirira pakudzidzisa kwavapostori, napakuyanana kwavo, napakumedura chingwa, napaminyengetero.