Acts 2:44 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naʋaitenda ʋose, ʋaiʋa pamŋe cete, ʋakati ɀinhu ɀose ndeɀaʋose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vatendi vose vaiva pamwe chete uye vakagoverana zvinhu zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vaitenda vaigara pamwechete, zvinhu zvavo zviri zvavo vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Navaitenda vose, vaiva pamwechete, vakati zvinhu zvose ndezvavose;
Shona 2009?
Navaitenda vose vaiva pamwe chete, vakati zvinhu zvose ndezvavose;
Shona SUB 2002 Bible
Navaitenda vose, vaiva pamwechete, vakati zvinhu zvose ndezvavose;