Acts 2:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tinogoʋanzwa seiko mumŋe nomumŋe norurimi rweɗu, rwatakaɓerekwa narwo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino seiko mumwe nomumwe wedu achivanzwa nomutauro waakaberekwa nawo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zviri kuitika sei kuti mumwe nomumwe wedu ari kuvanzwa vachitaura norurimi rwake?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tinogovanzwa seiko mumwe nomumwe norurimi rwedu, rwatakaberekwa narwo?
Shona 2009?
Zvino tinonzwa seiko mumwe nomumwe norurimi rwedu, rwatakaberekwa narwo?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tinogovanzwa seiko mumwe nomumwe norurimi rwedu, rwatakaberekwa narwo?