Acts 20:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋuya nomukomana ari mupenyu, ʋakanyaradzwa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakatora mujaya uya vakaenda naye kumusha ari mupenyu uye vakanyaradzwa zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatora mukomana voenda naye ari mupenyu zvikavanyaradza zvikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakauya nomukomana ari mupenyu, vakanyaradzwa kwazvo.
Shona 2009?
Vakavuya nomukomana ari mupenyu, vakanyaradzwa kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakauya nomukomana ari mupenyu, vakanyaradzwa kwazvo.
Recommended Reading