Acts 20:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Takati tasoŋgana naye paAso, tikamutora, tikandoȿika Mitirene;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakasangana nesu paAsosi, takamukwidza tikapfuurira kuMitirene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakasangana nesu kuAsosi, takamukwidza muchikepe tikaenda kuNitirene.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tikati tasangana naye paAso, tikamutora, tikandosvika Mitirene;
Shona 2009?
Takati tasongana naye paAso, tikamutora, tikandosvika Mitirene;
Shona SUB 2002 Bible
Tikati tasangana naye paAsosi, tikamutora, tikandosvika Mitirene;