Acts 20:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
tikabva ipapo necikepe, fume maŋgwana tikaȿika pakatarisana neKiyo; fume maŋgwana tikapfuʋura napaSamo; fume maŋgwana ɀe tikaȿika Mireto.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Fume mangwana takamukapo nechikepe tikandosvika pakatarisana neKiyosi. Zuva rakatevera iroro takayambuka tikasvika kuSamosi, uye zuva rakatevera takasvika paMireto.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Takabvapo nechikepe. Mangwana acho takasvika pakatarisana neKiosi. Ramangwana acho takapfuura napaSamosi. Ramangwanawo tikasvika kuMiretusi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
tikabva ipapo nechikepe, fume mangwana tikasvika pakatarisana neKiyo; fumwe mangwana tikapfuura napaSamo; fumwe mangwanazve tikasvika Mireto.
Shona 2009?
tikabva ipapo nechikepe, fume mangwana tikasvika pakatarisana neKiyo; fume mangwana tikapfuvura napaSamo; fume mangwana zve tikasvika Mireto.
Shona SUB 2002 Bible
tikabva ipapo nechikepe, fume mangwana tikasvika pakatarisana neKiosi; fume mangwana tikapfuura napaSamosi; fume mangwanazve tikasvika Miretusi.