Acts 20:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋaȿika kwaari, akati kwaʋari: Imi munoziʋa mugarire waŋgu pakati penyu ŋguʋa dzose, kubva pazuʋa rokutaŋga randakaȿika naro paAsia;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vasvika, akati kwavari, “Imi munoziva kuti ndakagara sei nemi panguva yose yandaiva nemi, kubvira pazuva rokutanga randakasvika munyika yeEzhia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakasvika kwaari akavati, “Imi pachenyu munoziva kuti ndakagara sei pakati penyu nguva dzose kubvira zuva randakatanga kusvika muAsia,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vasvika kwaari, akati kwavari, “Imimunoziva mugariro wangu pakati penyu nguva dzose, kubva pazuva rokutanga randakasvika naro paAsia;
Shona 2009?
Vakati vasvika kwaari, akati kwavari: imwi munoziva mugarire wangu pakati penyu nguva dzose, kubva pazuva rokutanga randakasvika naro paAsia;
Shona SUB 2002 Bible
Vakati vasvika kwaari, akati kwavari, “Imi munoziva mugariro wangu pakati penyu nguva dzose, kubva pazuva rokutanga randakasvika naro paEzhia;