Acts 20:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndiciɓatira Ishe nokuɀininipisa ɀikuru, nemisodzi, namaɗambudziko akandiwira neraŋgano dzakaipa dzaʋaJuda;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakashumira Ishe nokuzvininipisa zvikuru uye nemisodzi, kunyange ndakaedzwa zvikuru nerangano dzavaJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndichishandira Tenzi nokuzvidukupisa nemisodzi padama nemiedzo zvakandiwira pamusana pamabangano avaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichibatira Ishe nokuzvininipisa zvikuru, nemisodzi, namadambudziko akandiwira nerangano dzakaipa dzavaJudha;
Shona 2009?
ndichibatira Ishe nokuzvininipisa zvikuru, nemisodzi, namatambudziko akandiwira nerangano dzakaipa dzavaJudha;
Shona SUB 2002 Bible
ndichibatira Ishe nokuzvininipisa zvikuru, nemisodzi, namatambudziko akandiwira nerangano dzakaipa dzavaJudha;