Acts 20:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ndinokupupurirai nhasi kuti ndakacena paropa ra ʋanhu ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo ndinotaura kwamuri nhasi kuti handina mhosva yeropa ravanhu vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvo ndinotaura pachena kwamuri mose nhasi uno kuti ini mhosva handisisina, wafa wafa, wasara wasara
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo ndinokupupurirai nhasi kuti ndakachena paropa ravanhu vose.
Shona 2009?
Naizvozvo ndinokupupurirai nhasi kuti ndakachena paropa ravanhu vose.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo ndinokupupurirai nhasi kuti ndakachena paropa ravanhu vose.