Acts 20:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo rindai, muraŋgarire kuti makore matatu handina‐kurega ʋusiku namasikati kuraira mumŋe nomumŋe nemisodzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka rindai! Rangarirai kuti makore matatu handina kumborega kukuyambirai mumwe nomumwe wenyu, usiku namasikati nemisodzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo chenjerai muchiyeuka kuti kwamakore matatu handina kumbomira siku nesikati, kukupai mazano mumwe nomumwe nemisodzi padama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo rindai, murangarire kuti makore matatu handina kurega usiku namasikati kurayira mumwe nomumwe nemisodzi.
Shona 2009?
Naizvozvo rindai, murangarire kuti makore matatu handina kurega vusiku namasikati kuraira mumwe nomumwe nemisodzi.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo rindai, murangarire kuti makore matatu handina kurega usiku namasikati kurayira mumwe nomumwe nemisodzi.