Acts 20:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handinakucocora sirveri, kana ndarama, kana ŋguʋo dzomunhu mumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handina kumbochiva sirivha yomunhu kana goridhe kana nguo yomunhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handina kuchiva sirivha kana ndarama kana hanzu dzomunhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handina kuchochora sirivha, kana ndarama, kana nguo dzomunhu mumwe.
Shona 2009?
Handina kuchochora sirivheri, kana ndarama, kana nguvo dzomunhu mumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Handina kuchochora sirivha, kana ndarama, kana nguo dzomunhu mumwe.