Acts 20:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munoziʋa imi mumene, kuti maʋoko awa akaɓatira kushaiwa kwaŋgu nokwaʋanhu ʋandaiʋa naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi munoziva pachenyu kuti maoko angu aya akabatira kushayiwa kwangu nokushayiwa kwavandaiva navo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi pachenyu munozviziva kuti maoko aya ndiwo aindishandira pane zvandaida nezvaidikanwa navandaiva navo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munoziva imi mumene, kuti maoko awa akabatsira kushayiwa kwangu nokwavanhu vandaiva navo.
Shona 2009?
Hongu munoziva imwi mumene, kuti mavoko awa akabatira kushaiwa kwangu nokwavanhu vandaiva navo.
Shona SUB 2002 Bible
Munoziva imi mumene, kuti maoko awa akabatsira kushayiwa kwangu nokwavanhu vandaiva navo.