Acts 20:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati ataura iɀoɀo, akafugama, akanyeŋgetera naʋo ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati ataura izvi, akapfugama pamwe chete navo vose uye vakanyengetera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakapedza kutaura izvi akapfugama akanamata navo vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati ataura izvozvo, akapfugama, akanyengetera navo vose.
Shona 2009?
Wakati ataura izvozvo, akafugama, akanyengetera navo vose.
Shona SUB 2002 Bible
Akati ataura izvozvo, akapfugama, akanyengetera navo vose.