Acts 20:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Isu tikabva Firipi necikepe mazuʋa eɀiŋgwa ɀisinembiriso apfuʋura; tikasika kwaʋari paTroa namazuʋa mashanu; tikagara’po mazuʋa manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi takazokwira chikepe kubva kuFiripi shure kwoMutambo weZvingwa Zvisina Mbiriso, uye shure kwamazuva mashanu takazobatana navamwe paTroasi, apo patakazogara kwamazuva manomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isu takafamba nechikepe kuenda Firipi mushure memazuva echingwa chisina mbiriso. Pashure pamazuva mashanu takasvika kwavari kuTiroasi kwatakagara kwamazuva manomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Isu tikabva Firipi nechikepe mazuva ezvingwa zvisina mbiriso apfuura; tikasvika kwavari paTuroasi namazuva mashanu; tikagarapo mazuva manomwe.
Shona 2009?
Isu tikabva Firipi nechikepe mazuva ezvingwa zvisinembiriso apfuvura; tikasvika kwavari paTroa namazuva mashanu; tikagarapo, mazuva manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Isu tikabva Firipi nechikepe mazuva ezvingwa zvisina mbiriso apfuura; tikasvika kwavari paTiroasi namazuva mashanu; tikagarapo mazuva manomwe.