Acts 21:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino takati ticigara’po mazuʋa mazhinji, mumŋe muprofita, wainzi Akabo, akaɓuruka acibʋa Judea,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokugara kwedu ipapo kwamazuva akati kuti, muprofita ainzi Agabhusi akasvika achibva kuJudhea.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Patakamboti garei kwamazuva akati kuti, mumwe muporofita anonzi Agabhusi akadzika achibva kuJudhea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino takati tichigarapo mazuva mazhinji, mumwe muporofita, ainzi Akabho, akaburuka achibva Judhea,
Shona 2009?
Zvino takati tichigarapo mazuva mazhinji, mumwe muporofita, wainzi Akabho, akaburuka achibva Judhiya,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino takati tichigarapo mazuva mazhinji, mumwe muporofita, ainzi Akabho, akaburuka achibva Judhiya,