Acts 21:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Takati ticinzwa iɀoɀo, isu naʋamŋe ʋaipapo tikakumbira ɀikuru kwaari, kuti arege kukwira Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takati tanzwa izvi, isu navanhu voko takakumbirisa Pauro kuti arege kukwira kuJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Patakanzwa izvi, isu pamwechete navanhu vaivapo takamukumbira kuti arege kukwira kuJerusaremu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Takati tichinzwa izvozvo, isu navamwe vaipapo tikakumbira zvikuru kwaari, kuti arege kukwira Jerusaremu.
Shona 2009?
Takati tichinzwa izvozvo, isu navamwe vaipapo tikakumbira zvikuru kwaari, kuti arege kukwira Jerusarema.
Shona SUB 2002 Bible
Takati tichinzwa izvozvo, isu navamwe vaipapo tikakumbira zvikuru kwaari, kuti arege kukwira Jerusaremu.