Acts 21:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aciramba kukundwa, tikanyarara, tikati: Kuɗa kwaShe ŋgakuitwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakaramba kudziviswa, isu takamurega tikati, “Kuda kwaShe ngakuitwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakaramba kudzoreka, takarega kutaura tikati, “Kuda kwaTenzi ngakuitwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati achiramba kukundwa, tikanyarara, tikati, “Kuda kwaIshe ngakuitwe.”
Shona 2009?
Zvino wakati achiramba kukundwa, tikanyarara, tikati: Kuda kwaShe ngakuitwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati achiramba kukundwa, tikanyarara, tikati, “Kuda kwaIshe ngakuitwe.”