Acts 21:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazuʋa iwayo akati apera, tikaroŋgedza, tikakwira Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvo takagadzirira tikaenda kuJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure memazuva iwaya takagadzirira tikakwira kuJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazuva iwayo akati apera, tikarongedza, tikakwira Jerusaremu.
Shona 2009?
Mazuva iwayo akati apera, tikarongedza, tikakwira Jerusarema.
Shona SUB 2002 Bible
Mazuva iwayo akati apera, tikarongedza, tikakwira Jerusaremu.