Acts 21:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Takati tawana’po cikepe, caiyambukira Finikia, tikapinda mukati maco, tikaenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takawana chikepe chaiyambuka chichienda kuFonisia, tikakwira machiri tikaenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Patakawana chikepe chaiyambukira kuFonisia takachikwira tikaenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Takati tawanapo chikepe, chaiyambukira Fonikia, tikapinda mukati macho, tikaenda.
Shona 2009?
Takati tawanapo chikepe, chaiyambukira Finikia, tikapinda mukati macho, tikaenda.
Shona SUB 2002 Bible
Takati tawanapo chikepe, chaiyambukira Fonisha, tikapinda mukati macho, tikaenda.