Acts 21:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ita iɀi ɀatinotaura kwauri: Tinaʋarume ʋanna ʋakaɀisuŋga nokupika;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
saka iwe chiita zvatinokuudza zvino. Tina varume vana pano vakaita mhiko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe chiita zvatinokuudza. Tine varume vana vakaita mhiko!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo ita izvi zvatinotaura kwauri, tina varume vana vakazvisunga nokupika;
Shona 2009?
Naizvozvo ita izvi zvatinotaura kwauri: Tinavarume vana vakazvisunga nokupika;
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo ita izvi zvatinotaura kwauri, tina varume vana vakazvisunga nokupika;