Acts 21:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino takati tawana’ po ʋadzidzi, tikagara’po mazuʋa manomŋe; iʋo ʋakati nomŋeya kunaPauro kuti arege kukwira Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takati tawana vadzidzi ipapo, takagara navo kwamazuva manomwe. Vakakumbirisa Pauro kubudikidza noMweya kuti arege kuenda kuJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Patakatsvaka tikawana vadzidzi, takagarapo mazuva manomwe. Vaina Mweya Mutsvene, vakataurira Pauro kuti arege kunge achaenda kuJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino takati tawanapo vadzidzi, tikagarapo mazuva manomwe; ivo vakati nomweya kuna Pauro kuti arege kukwira Jerusaremu.
Shona 2009?
zvino takati tawanapo vadzidzi, tikagarapo mazuva manomwe; ivo vakati nomweya kunaPauro kuti arege kukwira Jerusarema.
Shona SUB 2002 Bible
zvino takati tawanapo vadzidzi, tikagarapo mazuva manomwe; ivo vakati nomweya kuna Pauro kuti arege kukwira Jerusaremu.